Kune nyika yemamorekuru ezvinhu zvidiki-diki isingaoneki nemeso evanhu, uye nyika inonzi Mwedzi uko-nekuda kwekusiyana kwegiravhiti – munogona kushandisa simba renyu kanopfuura katanhatu zvichienzaniswa nepaNyika.
Saizvozvo, humambo hwekudenga, hunotongwa naKristu Ahnsahnghong naMwari Mai, huriko zvechokwadi.
Kana tikaziva nyika yokutenda iyo Mwari WemasimbaOse anoshanda mairi, tinogona kuona zvishamiso zvinouya kuburikidza nokutenda, zvakaita sokuparadzaniswa kweGungwa Dzvuku, kukunda kwaGidheoni uye kuwa kweJeriko, uye kuporeswa kwemapofu maviri.
Akati apinda mumba, mapofu aya akauya kwaari, uye Jesu akavabvunza achiti, “Munotenda here kuti ndinogona kukuitirai izvi?” Vakapindura vakati, “Hongu, Ishe.” Ipapo akabata meso avo uye akati, “Maererano nokutenda kwenyu, ngazviitwe kwamuri.” Uye meso avo akabva asvinudzwa. . . . Mateo 9:28–30
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy