Mwari Wamasimba Ose, vakasika matenga nenyika neinzwi
pakutanga, vachitungamira zvinhu zvose zvinorarama maererano nokuda kwavo,
ndiBaba vedu Ahnsahnghong naMwari Mai.
Vanhu vakafuka nyama nokuda kwezvivi zvavo pachavo.
Asi, Mwari, uyo asina zvivi, akazviita muduku kuvatumwa,
akauya panyika kechipiri kuti aponese vanhu chete.
Akatizivisa nzira yekuruponeso
kubudikidza neSungano Itsva muKereke yaMwari.
Sezvo vana vane ropa nenyama, naiyewo akagovana navo pakuva nyama kwavo, kuitira kuti rufu rwake . . . agosunungura vaya vakanga vakasungwa muuranda upenyu hwavo hwose nokutya kwavo rufu. [VaHebheru 2:14-15]
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy