PaMutambo weChingwa Chisina Mbiriso ndipo apo Jesu Kristu akatakura muchinjikwa wekutambudzikira vatadzi. Mwari anotidzidzisa kuti apo vanhu vose, avo vanova vatadzi vekudenga, vanotevera muenzaniso waKristu, vanotakura muchinjikwa yavo, uye vofamba mugwara raKristu, vanokwanisa kuva nechishuwo chezvekusingaperi kubudikidza nenhamo nematambudziko.
Vatsvene veKereke yekutanga vakaziva kuti kune upenyu husingaperi mushure meupenyu hwepasi pano uye vakagamuchira matambudziko, nhamo, uye nekutambudzwa kwose nechishuvo chezvekusingaperi. Saizvozvowo, vatendi veKereke yaMwari vanovonga nguva dzose pane zvose zvavanosangana nazvo panyika ino.
Ndakaona mutoro wakapiwa vanhu naMwari. Akaita chinhu chimwe nechimwe chakanaka nenguva yacho. Akaisawo zvisingaperi mumwoyo yavanhu; . . .
Muparidzi 3:10–11
Naizvozvo hatiori mwoyo. . . . Nokuti chiedza chedu nokutambudzika kwedu kwechinguva chiduku zviri kutiitira kubwinya kusingaperi, kukuru kupfuura zvose.
2 VaKorinde 4:16–17
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy