Mwari Baba mumwe akaita basa raBaba nezita rekuti Jehovha munguva yaBaba;
munguva yaMwanakomana, akauya nezita raJesu uye akapa muenzaniso kuvanhu
seMwanakomana; munguva yaMweya Mutsvene, akauya kechipiri aine zita
rekuti Kristu Ahnsahnghong. Izvi ndizvo zvinoreva Mwari Vatatu Umwe.
Avo vanonzwisisa pamusoro paMwari Vatatu Umwe vanokwanisa kutenda uye kuziva kuti izvo Mwari Jehovha akaita zvakaitwa naJesu, uye zvakaitwa naJesu zvakaitwa neZita Idzva Kristu Ahnsahnghong.
Vanokwanisawo kunzwisisa kuti munguva yaMweya Mutsvene, Kristu Ahnsahnghong anofanira kuuya naMwari Mai, Mwenga waMweya Mutsvene uye votungamirira vanhu kuruponeso kubudikidza nePasika yesungano itsva.
“Ini, iyeni, ndini Jehovha, uye kunze kwangu hakuna muponesi.”
Isaya 43:11
“Ndiye . . .
Ruponeso haruwanikwi kuna ani zvake, nokuti hakuna rimwe zita pasi pedenga rakapiwa kuvanhu ratingaponeswa naro.”
Mabasa 4:11–12
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy