Kana tanzwisisa zvakavanzika pamusoro peMuti woUpenyu
muEdheni, Areka yeSungano nePasika yeSungano Itsva,
ndipo chete patinokwanisa kusunungurwa kubva kuchivi
uye topinda Umambo hweDenga usingaperi.
Mwari akauya panyika kechipiri achiunza ruponeso
kuvanhu. Vaponesi muNguva yaMweya Mutsvene,
vakadzoreredza Pasika yeSungano Itsva
-chokwadi cheMuti woUpenyu-
ndiKristu Ahnsahnghong naMwari Mai.
Jesu akataura zvinhu izvi zvose kuvanhu nemifananidzo. Haana chaakataura kwavari asingashandisi mifananidzo...“... Ndichataura nemifananidzo, ndichataura zvinhu zvakavanzika kubva pakusikwa kwenyika.” Mateo 13:34-35
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy