Vanhu vanodzidza chidzidzo kubva kurwendo rwevaIsraeri rwemakore 40 murenje uye vanoteerera Mwari nekutenda muchipikirwa chake vacharopafadzwa mune zvose zvavanoita, vasingazodzimwi mubhuku raMwari.
Jehovha Mwari akaponesa vaIsraeri kubva muIjipita, naJesu akaregerera zvivi zvevanhu kubudikidza
neropa rake rakakosha rakadeurwa pamuchinjikwa, naKristu Ahnsahnghong akadzoreredza chokwadi munguva ino, vose ndiMwari umwechete.
“Kana muchiteerera zvakanaka Jehovha Mwari wenyu nokuchenjerera kutevera mirayiro yake yose yandinokupai nhasi, Jehovha Mwari wenyu achakuisai pamusoro-soro pendudzi dzose dzapanyika.” Dhuteronomi 28:1
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy