Vaprofita vakapupura kuti Mwari ndiye chete anokwanisa kuvamba
Sungano Itsva.Bhaibheri narowo rinopupura kuti vanhu havakwanisi
kugamuchira ruponeso neimwe nzira isiri Pasika yeSungano Itsva
yakavambwa nenyama neropa raJesu.
Ikozvino akapa ropafadzo yekuregererwa zvivi
uye nehupenyu husingaperi kuvanhu ndiKristu Ahnsahnghong.
Ndosaka Kereke yaMwari ichitenda kuti Kristu Ahnsahnghong
ndiye Kristu akauya kechipiri.
Ani naani anodya nyama yangu nokunwa ropa rangu anehupenyu husingaperi, uye ndichamumutsa pazuva rekupedzisira.’. [Johani 6:54]
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy