Nhasi, kunyange Kereke yeKatorike, iyo inoita munamato musi weSvondo, inobvuma kuti Sabata rakanyorwa muBhaibheri ndiwo Mugovera, kwete Svondo.
Munguva yeTestamente Yekare, Mwari Jehovha akatara zuva rechinomwe seSabata raMwari uye akarayira kuti richengetwe riri dzvene semurayiro wechina weMirayiro Gumi. Munguva yeTestamende Itsva, Jesu akataurawo kuti Sabata rinofanira kuchengetwa riri dzvene kusvikira pakuguma kwenyika.
Kunamata musi weSvondo, zuva rekutanga, iro risingataurwi muBhaibheri, chiito chekuwedzera kana kutapudza pamashoko aMwari, uye nokudaro, zvinotungamirira kukugamuchira matambudziko uye kutadza kupinda muumambo hwekudenga.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy