Mwari Erohimu uyo akataura nezvake achiti “Ngati” akasika denga nenyika nezvese zviri mazviri kwemazuva matanhatu, akamisa kuvakwa kweShongwe yeBhabheri, uye akatuma vaporofita.
Mwari Erohimu, kureva, Mwari Baba naMwari Mai, vanga vachiita basa rerudzikinuro pamwechete kubva pakusikwa, uye kunyange munguva ino yeMweya Mutsvene, vakavaka Kereke yaMwari, vakadzorera chokwadi, uye vari kupa upenyu husingaperi kuvanhu pasina mutengo.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy