Kana Njodzi Dzikauya Sekureva kweChiprofita CheBhaibheri, Nzira Chete Yekuponeswa iPasika Mwari akagara atotidzidzisa nzira yeruponeso pamwe chete nechiprofita pamusoro penjodzi. Kuburikidza nenhoroondo yenguva yaMozisi, apo vaIsraeri vaiva varanda, uye nhoroondo yeIsraeri yekuchamhembe neJudha yekumaodzanyemba, Akatizivisa kuti nzira chete yekupukunyuka njodzi iPasika.
Nhasi, Kereke yaMwari Nzanga YePasi Rose ndiyo yega Kereke inochengeta Pasika nechingwa newaini manheru ezuva regumi nemana remwedzi wekutanga zvichienderana neKarenda Dzvene maererano nedzidziso dzaJesu.
Saizvozvo, vakati vapedza chirariro akatora mukombe, akati, “Mukombe uyu ndiyo sungano itsva muropa rangu, rinodururirwa imi. Ruka 22:20
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy