Mazuva ano, makereke mazhinji anonamata neSvondo, asi unongovawo mutemo wakagadzwa nomunhu wakatangwa naMambo Constantine paakazivisa kuti Svondo izororo revanhu vose uye zuva rokunamata mugore ra AD 321.
Zuva rechinomwe reSabata, iro Mwari vakavimbisa maropafadzo neutsvene, uye akatiraira kuti tichengete kusvika pakuguma kwenyika, Mugovera.
Nhasi, kereke inochengeta Sabata neMugovera sekutaura kweshoko raMwari iKereke yaMwari Nzanga YePasi Rose chete.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy