Makore angangoita 2,000 apfuura, ngirozi yakati, “Ndauya nenhau dzakanaka dzomufaro mukuru uchava wavanhu vose,” uye yakazivisa nhau dzekuti Jesu, anova Mwari, akaberekwa pasi pano. Kana Mwari auya, vanhu vanokwanisa kugamuchira kuregererwa kwezvivi uye vopinda muumambo hwekudenga husingaperi.
Zvakanyorwa muna VaHebheru 9 kuti Mwari achaonekwa kechipiri kuti aponese vanhu. Naizvozvo, kunze kwekunge Mwari auya zvakare akafuka nyama, vanhu havangamboponeswi. SeMuvambi wechiprofita ichi, Kristu Ahnsahnghong akauya pasi pano uye akazivisa chokwadi chakanga chakavharirwa murima, uye sebasa raEria, akapupura pamusoro paMwari Mai, chokwadi cheupenyu.
Saka Josefawo akakwidza achibva kuguta reNazareta muGarirea achienda kuJudhea, kuBheterehema guta raDhavhidhi nokuti akanga ari weimba yaDhavhidhi neworudzi rwake. Akaenda ikoko kundonyoresa naMaria, waakanga atsidzira kuzowanana naye uye akanga ava napamuviri. Asi mutumwa akati kwavari, “Musatya. Ndauya nenhau dzakanaka dzomufaro mukuru uchava wavanhu vose. Nhasi muguta raDhavhidhi mazvarwa Muponesi; ndiye Kristu Ishe.”
Ruka 2:4–11
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy