Kufanana nevanhu venyika vanoshatirwa zvikuru apo vanhu vasingaverengeki vasina mhaka vanourawa muhondo, Jesu akatsamwira Satani, uyo akaita kuti ropa vana vake vepamweya rideurwe. Akazivisa chimiro chake kuvana vake kubudikidza noMufananidzo weMasawi neGorosi, achivadzidzisa kusanyengedzwa nokusateerera mutemo kwatekeshera munyika, zvakaita semunamato weSvondo neKisimusi.
Masawi akadyarwa naSatani munyika munamato weSvondo, Kisimusi, uye kuremekedza muchinjikwa, izvo zvinova mabasa okunamata chimwari chezuva uye zvinosvitsa kukurangwa kwegehena.
Maererano nedzidziso dzeBhaibheri, vatendi veKereke yaMwari vanochengeta mirayiro yaMwari, kusanganisira zuva reSabata nePasika.
“Havasi vose vanoti kwandiri, ‘Ishe, Ishe’ vachapinda muushe hwokudenga, asi uyo chete anoita kuda kwaBaba vangu vari kudenga.”
Mateo 7:21
Chakashamisa muromo wacho kuti chimhure Mwari, . . . Vose vanogara panyika vachanamata chikara,
vose vana mazita asina kunyorwa mubhuku roupenyu reGwayana, . . .
Zvakazarurwa 13:6–8
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy