Mukana wekuti munhu anozvarwa ari mupenyu, mumuviri unoumbwa nemapuroteini uyu, utori muduku pane kuhwina mubayiro wekutanga weroto kanokwana makumi mana akatevedzana.
MuBhaibheri rose, mashoko aMwari akanyorwa zvakarurama zvakakwana, achisimbisa zvakasimba kuti tisangowedzera kana kutapudza kubva pamashoko ake kana tichida kugamuchira upenyu husingaperi.
Zvose zvakacherechedzwa naJesu nevaapostora veKereke yeKutanga zvakachengetedzwa muKereke yaMwari. Vaapostora Pauro naJohani vakati, “Pachokwadi tina Mwari Mai,” uye vanotijekeserawo kuti Mwari Mai, vanova Evha wepamweya, vanopa upenyu husingaperi kuvanhu.
Ndinoyambira mumwe nomumwe anonzwa mashoko ouprofita hwebhuku iri ndichiti: Kana munhu upi zvake akawedzera chinhu chipi zvacho kwaari, Mwari achawedzera kwaari matambudziko akanyorwa mubhuku iri. Uye, kana munhu upi zvake akatapudza mashoko kubva . . ., Mwari achabvisa kubva kwaari mugove wake pamuti woupenyu nomuguta dzvene, izvo zvakanyorwa mubhuku iri.
Zvakazarurwa 22:18–19
Ipapo Mwari akati, “Ngatiitei munhu nomufananidzo wedu, akafanana nesu, . . .”
Saka Mwari akasika munhu nomufananidzo wake, akamusika mumufananidzo waMwari; akavasika murume nomukadzi.
Genesisi 1:26–27
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy