Mwari akauya pasi pano panyama kechipiri pazuva rinotonhora rechando muna 1918, maererano nechiprofita cheBhaibheri. Akaita basa ramatombo uye akaparidza chokwadi chesungano itsva achirarama upenyu hwakaoma, asi vanhu vakamuzvidza, vachiti haasi Mwari.
Zvisinei, nzira yokumuziva nayo, uyo anova chakavanzika chaMwari, haiwanikwi nouchenjeri hwomunhu asi kupfurikidza neBhaibheri. Kristu Ahnsahnghong akatipa upenyu husingaperi kupfurikidza newaini yePasika yesungano Itsva; NdiMwari wedu uye Kristu akauya zvakare kuzotiponesa.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy