MuTestamende Yekare, zvivi zvose zvaiitwa nevanhu mukufamba kwegore
zvaiiswa munzvimbo tsvene
uye paZuva Rokuyananisira, mbudzi yokutakudzwa
yaitakura zvivi kuenda kunzvimbo yemurenje isina vanhu yobva yafa,
zvivi zvoparadwa.
Zuva Rokuyananisira mutambo unoita kuti tizive kuzvipira
kaBaba naMai vekudenga, vakava zvipiriso zvezvivi.
Mukuita kuti Satani, akakonzera chivi chedu, atakure zvivi,
vanotiyananisira.
Asi kwakanga kuri kuda kwaJehovha kuti amukuvadze uye aite kuti atambudzike, uye kunyange zvazvo Jehovha akaita kuti upenyu hwake huve chipiriso chezvivi, achaona zvibereko zvake . . . Isaya 53:10
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy