Mutambo wemazuva gumi unotanga kubva paMutambo weHwamanda
kusvikira paZuva Rokuyananisira inguva yakakosha zvikuru yokutendeuka
inopihwa kuvanhu naMwari.
Bhaibheri rinotirangaridza upenyu hwedu hwakare
kuburikidza nenhoroondo yamambo weBhabhironi neweTire.
Kristu Ahnsahnghong naAmai vekudenga vakauya panyika
neSungano Itsva, nzira yeruponeso,
kuti vanhu vose vatendeuke zvakakwana.
Vanhu veKereke yaMwari varikutsungirira
kuterera shoko raMwari nokusaita zvivi zvakare,
vachirarama upenyu hwekutendeuka.
Akati, “Nguva yasvika. Umambo hwaMwari hwaswedera. Tendeukai mutende vhangeri!” Mako 1:15
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy