Kana tisina kutenda, zvimiro zvakatikomberedza zvinoramba zvichienda nenzira isiri iyo.
Kana tine kutenda, zvinhu zvose zvinofamba zvakanaka.
Tinofanira kuziva musimboti uyu kubudikidza neBhaibheri uye torasa kutya, kufunganya nekunetseka kwedu kwese muupenyu hwedu hwekutenda.
Bhaibheri rakanyora basa raGidheoni, basa raJoshua, basa rokupatsanura Gungwa Dzvuku, uye basa rezvingwa zvishanu zvebhari nehove mbiri.
Zvaiita sezvisingagoneki mumeso epanyama, asi Mwari akaita zvese.
Saizvozvo, kana tikatenda mashoko aKristu Ahnsahnghong naMwari Mai nedzidziso dzaJesu dzokuti vhangeri resungano itsva richaparidzwa pasi rose, zvinhu zvose zvichaitwa maererano nemashoko avo.
Asi munhu anonyunyuta ava nemhosva kana akadya nokuti kudya kwake hakusi kwokutenda; uye zvinhu zvose zvisingabvi pakutenda chivi.
VaRoma 14:23
Jesu akati, “Kana muchigona? Zvinhu zvose zvinogoneka kune anotenda.”
Mako. 9:23
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy