Mushandirapamwe weMweya Mutsvene wakaitwa neMweya Mutsvene wakadururwa pakereke yekutanga paZuva rePentekosti. Kubudikidza naizvozvo, vanhu 3,000 nevamwe 5,000 vakatendeuka zuva rimwe chete, uye chokwadi chekuti Jesu ndiye Kristu chakapararira nekukurumidza kunyangwe kunyika dzevaHedeni.
Nhasi, Kereke yaMwari iyo inochengeta Mutambo waMatumba iri kuita Mushandirapamwe weMweya Mutsvene unoshamisa nekupupurira kune nyika dzese pamusoro paKristu Ahnsahnghong naMwari Mai, vanova Vaponesi muNguva yeMweya Mutsvene.
“Asi muchagamuchira simba kana Mweya Mutsvene auya pamusoro penyu; uye muchava zvapupu zvangu muJerusarema, nomuJudhea mose, nomuSamaria, kusvikira kumigumo yenyika.” Mabasa 1:8
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy