Kurudzi rwomunhu runodedera nokutya mamiriro okunze akashata, kudengenyeka kwenyika, matutu, nzara, hosha dzinotapukira, uye hondo dzinogona kuuya panguva ipi neipi, Mwari akagovera Paseka, iyo inovabvumira kupukunyuka munjodzi.
Zvakadaro, Paseka, zuva ratakapfekedzwa ropa rinokosha raJesu rakadeurwa pamuchinjikwa, yakabviswa zvachose neKanzuru yeNicaea muna AD 325, asi Kuuya kwake Kechipiri Kristu Ahnsahnghong akadzorera chokwadi chePaseka maererano nechiporofita cheBhaibheri cheruponeso rwevanhu.
Saizvozvo, vakati vapedza chirariro akatora mukombe, akati, “Mukombe uyu ndiyo sungano itsva muropa rangu, rinodururirwa imi.” Ruka 22:20
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy