Mazuvano, kana tikasanzwisisa mashoko ari muBhaibheri akapiwa naMwari, anova musimboti weyunivhesi, hatizozivi Kristu Anouya Kechipiri Ahnsahnghong naMwari Mai, Mwenga, sezvakangoita vanhu vasina kuziva Jesu paakauya kekutanga.
Ipapo, tinozoguma takupira minamato isina maturo mukereke umo Mwari asimo.
Sezvo Dhavhidhi aiva nomutemo wakafanira pakutonga kwake paakatonga vaIsraeri, pane mutemo wesungano itsva pakati paJesu uyo akaprofitwa saDhavhidhi nevanhu vake.
Kristu Anouya Kechipiri Ahnsahnghong, uyo akazadzisa zviprofita zvese zvechigaro choushe chaDhavhidhi, akatidzidzisawo pamusoro pesungano itsva.
Mushure maizvozvo vaIsraeri vachadzoka vagotsvaka Jehovha Mwari wavo naDhavhidhi mambo wavo. Vachauya vachidedera kuna Jehovha nokumaropafadzo ake mumazuva okupedzisira.
Hosea 3:5
Ipapo zuva reZvingwa Zvisina Mbiriso rakasvika, . . .
Saizvozvo, vakati vapedza chirariro akatora mukombe, akati, “Mukombe uyu ndiyo sungano itsva muropa rangu, rinodururirwa imi.”
Ruka 22:7–20
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy