Zvinhu zvose zviri munyika zvakarongwa uye zvinotungamirirwa naMwari maererano nokuda kwake.
Makore zviuru zviviri apfuura, Jesu akabvunza kuti: “Munotenda here kuti ndinogona kuita izvi?” uye mushure mekuona kutenda kwamapofu maviri aya, akasvinudza meso avo aisaona.
Mumabasa ose evhangeri, chinhu chinokosha zvikuru ndiko kutenda muna Mwari.
Nhasi, pasi rose rinonamata nokurumbidza Kristu Ahnsahnghong naMwari Mai nokuti Mwari akazadzisa zvinhu zvose, sezvazvakataurwa kuti, “Vhangeri richaparidzwa pasi rose,” uye vatsvene vakagamuchira Mweya Mutsvene paMutambo waMatumba vakatenda uye vakaisa mashoko iwayo muzviito.
Jesu akati achibvapo, akateverwa navarume vaviri vakanga vari mapofu, vaishevedzera vachiti, “Mwanakomana waDhavhidhi, tinzwireiwo ngoni!” . . . Jesu akavabvunza achiti, “Munotenda here kuti ndinogona kukuitirai izvi?” Vakapindura vakati, “Hongu, Ishe.” Ipapo akabata meso avo uye akati, “Maererano nokutenda kwenyu, ngazviitwe kwamuri.” Uye meso avo akabva asvinudzwa. . . .
Mateo 9:27–30
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy