“Chirariro Chekupedzisira” ibasa reumhizha rine mukurumbira kuvanhu vari pasi rose. Jesu aidisa kuti achengete Pasika yeSungano Itsva. Tinokwanisa kutungamirirwa naMwari zvakanaka kuti tifambe munzira inosvitsa kudenga, kubudikidza nechokwadi ichi chete.
Pasika mutambo wakaita kuti Josia, Hezekia, uye Joshua varumbidzwe nekuda kwekuuchengeta. Mutambo weupenyu uyu wakavaunzira maropafadzo mazhinji uye kukunda muhondo.
Munguva yaMweya Mutsvene, vanhu vanokwanisa kugamuchira upenyu uye chivimbiso chedenga kana vachichengeta Pasika maererano nemuenzaniso waKristu Ahnsahnghong naMwari Mai.
“ ‘Ndakupai muenzaniso kuti muite sezvandakuitirai imi.’ ”
Johani 13:15
“Uye akati kwavari, ‘Ndanga ndichidisa kwazvo kuti ndidye Pasika iyi nemi ndisati ndatambudzika.’ ”
Ruka 22:15
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy