Tsvimbo yaMozisi, rushaya rwembongoro rwakashandiswa naSamusoni, mwenje waGidheoni nehwamanda, mambure aPetro, rwizi rweJorodhani rwakarapa maperembudzi aNaamani, uye chishamiso chewaini pamuchato weKana, zvose zvaiva zvishamiso zvakaitwa neavo vakateerera shoko raMwari.
Kufanana nezvishamiso zvose zvakaratidzwa naMwari kubudikidza neBhaibheri zvakaitwa kubudikidza nekuteerera, kunyange mazuvano, semhedzisiro yekuteerera shoko raMwari rekuti, "Paridzai vhangeri kumarudzi ose" nokutenda, pasi rose ikozvino riri kudzokera nenzira inoshamisa kuna Kristu Ahnsahnghong naMwari Mai.
“Naizvozvo usatya, nokuti ndinewe; usavhunduka, nokuti ndini Mwari wako. Ndichakusimbisa uye ndichakubatsira; ndichakutsigira noruoko rwangu rworudyi rwokururama.”
Isaya 41:10
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy