Tinogona kuponeswa chete nokugamuchira Kristu anouya ari mumakore kutongwa nemoto kusati kwasvika. Kuburikidza nechiprofita uye kuzadzikisa kwaJesu, zvinova pachena kuti makore haarevi makore chaiwo ari mudenga asi mufananidzo wemuBhaibheri unofananidzira nyama.
Chikonzero chakaita kuti kuuya kwake kechipiri ari panyama kuporofitwe sekuuya kwake mumakore, ndechokuti sokufukidza kunoita makore chiedza chezuva, nyama inofukidza chiedza chekubwinya kwaMwari, uye sokumuka kunoita zvinhu zvose kuburikidza nemvura inobva mumakore, Mwari anouya ari panyama uye oponesa vanhu kuburikidza nemashoko emvura yeupenyu.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy