Vaprofita vose vakaita saDhavhidhi, Isaya, Mika, naJohani vakanzwisisa Mwari nemazvo uye vakaprofita kuti Mwari aizopa ruponeso kune vanhu vake muZioni umo Mitambo yaMwari inopembererwa. Vakapupura kuti avo vanogara muZioni vakaropafadzwa sezvo kuregererwa kwezvivi noupenyu husingaperi zvakavimbiswa.
Vanofanira kutsvaga Kereke yaMwari kuitira kuti vaende kuZioni uko Mwari anogara. Vanhu vose vanofanira kusangana naKristu Ahnsahnghong naMwari Mai muKereke yaMwari uye vodzidza dzidziso dzaMwari kuitira kuti vakwanise kuparidza vhangeri roumambo nokufunga uye kutenda kwakanaka.
Tarirai Zioni, iro guta remitambo yedu; meso enyu achaona Jerusarema, ugaro hworunyararo, . . . Asi Jehovha achava Wamasimba Ose kwatiri.
Isaya 33:20–21
Mwedzi uchanyadziswa, zuva richanyara; nokuti Jehovha Wamasimba Ose achatonga pamusoro peGomo reZioni nomuJerusarema, napamberi pavakuru varo, nokubwinya kukuru.
Isaya 24:24
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy