Sokuprofita kwakaita Bhaibheri kuti, “Mvura youpenyu inoyerera ichibva muJerusarema inoponesa vanhu,” vanhu vasingaverengeki pasi rose vauya kuna Mwari Mai, avo vanova chokwadi cheJerusarema, kuti vazonzwa mashoko emvura youpenyu. Mwoyo yavo yakazarurwa, uye vakakwanisa kuona musiyano wechokwadi nenhema, zvichivatungamirira kuti vave netariro yeumambo hwekudenga muKereke yaMwari umo mune chokwadi.
119 Bundang P.O.Box, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of KOREA
Tel 031-738-5999 Fax 031-738-5998
Head Office: 50, Sunae-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
Main Church: 35, Pangyoyeok-ro, Bundang-gu, Seongnam-si, Gyeonggi-do, Rep. of Korea
ⓒ World Mission Society Church of God. All rights reserved. Privacy Policy